Online Bible

- Reklamy -




Mateo 17:14 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Vakati vasvika kuvanhu vazhinji, mumwe murume akauya akasvikopfugama pamberi paJesu akati,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Ʋakati ʋaȿika kuʋanhu ʋazhinji, mumŋe munhu akaʋuya kwaari, akamufugamira, akati:

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Vakati vasvika kuvanhu vazhinji, mumwe munhu akauya kwaari, akamupfugamira, akati,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Pavakasvika kumhomho yavanhu, mumwe murume akauya kwaari akapfugama pamberi pake

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Pavakasvika kumhomho yavanhu, mumwe murume akauya kwaari akapfugama pamberi pake

Viz kapitola kopírovat




Mateo 17:14

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy