Online Bible

- Reklamy -




Mateo 17:13 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Ipapo vadzidzi vakanzwisisa kuti aitaura kwavari nezvaJohani Mubhabhatidzi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Ɀino ʋadzidzi ʋakanzwisisa kuti wakaʋaʋudza ɀaJohane Mubapatidzi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Zvino vadzidzi vakanzwisisa kuti akavaudza zvaJohani Mubhabhatidzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Vadzidzi vakabva vanzwisisa kuti aireva Johani Muombeki.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Vadzidzi vakabva vanzwisisa kuti aireva Johani Muombeki.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 17:13

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy