Online Bible

- Reklamy -




Mateo 16:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Vakakurukura nezvenyaya iyi pakati pavo vakati, “Anodaro nokuti hatina kuuya nechingwa.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Ʋakaraŋgana pakati paʋo, ʋaciti: Unoɗaro, nokuti hatina‐kutora ciŋgwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Vakarangana pakati pavo, vachiti, “Anodaro, nokuti hatina kutora chingwa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Vakazvikurukura pachavo vachiti, “Hatina kuuya nechingwa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Vakazvikurukura pachavo vachiti, “Hatina kuuya nechingwa.”

Viz kapitola kopírovat




Mateo 16:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy