Mateo 16:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Pavakayambuka mhiri kwegungwa, vadzidzi vakakanganwa kutakura chingwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀino ʋadzidzi ʋakaenda mhiri, ʋakakaŋganwa kutora ɀiŋgwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Zvino vadzidzi vakaenda mhiri, vakakanganwa kutora zvingwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Vadzidzi pavakayambukira kumhiri kuya, vakanga vakanganwa kutakura chingwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Vadzidzi pavakayambukira kumhiri kuya, vakanga vakanganwa kutakura chingwa. Viz kapitola |