Mateo 16:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Rudzi rwakaipa rwoupombwe runotsvaka chiratidzo, asi hapana chichapiwa kwarwuri kunze kwechiratidzo chaJona.” Ipapo Jesu akavasiya, akaenda kumwe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Rudzi rwakaipa rwoʋupombge runotȿaka ciratidzo, asi haruŋgapiwi ciratidzo, asi ciratidzo caJona. Ipapo akaʋasiya, akabva. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Rudzi rwakaipa rwoupombwe runotsvaka chiratidzo, asi harungapiwi chiratidzo, asi chiratidzo chaJona.’ ” Ipapo akavasiya, akabva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Muri chizvarwa chakaipa chenzenza chinotsvaka chiratidzo. Hapana chiratidzo chichapiwa kusiya chiratidzo chaJona.” Akabva avasiya oenda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Muri chizvarwa chakaipa chenzenza chinotsvaka chiratidzo. Hapana chiratidzo chichapiwa kusiya chiratidzo chaJona.” Akabva avasiya oenda. Viz kapitola |