Online Bible

- Reklamy -




Mateo 16:27 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

27 Nokuti Mwanakomana woMunhu achauya ari mukubwinya kwaBaba vake aine vatumwa vake, ipapo achapa mubayiro kuno mumwe nomumwe maererano namabasa ake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 Nokuti Mŋanakomana womunhu ucaʋuya naʋatumŋa ʋake nokubginya kwaƂaɓa ʋake; ipapo ucaripira mumŋe nomumŋe paakaɓata napo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

27 Nokuti Mwanakomana womunhu achauya navatumwa vake nokubwinya kwaBaba vake; ipapo acharipira mumwe nomumwe paakashanda napo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Nokuti Mwanakomana womunhu achauya navatumwa vake mumbiri yaBaba vake achizopa munhu nomunhu mubayiro wezvaakaita.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 Nokuti Mwanakomana womunhu achauya navatumwa vake mumbiri yaBaba vake achizopa munhu nomunhu mubayiro wezvaakaita.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 16:27

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy