Mateo 15:33 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Vadzidzi vake vakapindura vachiti, “Ndokupi kwatingawana chingwa chinokwana vanhu vose ava muno musango makadai?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ʋadzidzi ʋakati kwaari: Ticawanepiko murenje ɀiŋgwa ɀakawanda ɀakaɗaro, kuti tigutise ʋanhu ʋazhinji ʋakaɗai? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Vadzidzi vakati kwaari, “Tichawanepiko murenje zvingwa zvakawanda zvakadaro, kuti tigutise vanhu vazhinji vakadai?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Vadzidzi vakamubvunza kuti, “Tingawane kupi chingwa chinokwana kugutsa gungano guru ravanhu rakadai murenje muno?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Vadzidzi vakamubvunza kuti, “Tingawane kupi chingwa chinokwana kugutsa gungano guru ravanhu rakadai murenje muno?” Viz kapitola |