Online Bible

- Reklamy -




Mateo 15:26 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Akapindura akati, “Hazvina kunaka kutora chingwa chavana muchichikandira imbwa.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Akapindura, akati: Haɀina‐kunaka kutora ciŋgwa caʋana, ndokucikandira imbganana.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

26 Akapindura, akati, “Hazvina kunaka kutora chingwa chavana, ndokuchikandira mbwanana.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Jesu akamupindura achiti, “Hazvina kunaka kutora chingwa chavana uchichikanda kuimbwa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Jesu akamupindura achiti, “Hazvina kunaka kutora chingwa chavana uchichikanda kuimbwa.”

Viz kapitola kopírovat




Mateo 15:26

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy