Mateo 15:23 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Jesu haana chaakapindura. Ipapo vadzidzi vake vakauya kwaari vakasvikoti, “Mudzingei nokuti ari kuramba achidanidzira kwatiri.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Asi haana‐kumupindura neshoko rimŋe. Ipapo ʋadzidzi ʋake ʋakaʋuya ʋakakumbira kwaari, ʋaciti: Mumuendisei, nokuti unoɗanidzira shure kweɗu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Asi haana kumupindura neshoko rimwe. Ipapo vadzidzi vake vakauya vakakumbira kwaari, vachiti, “Mumuendesei, nokuti anodanidzira shure kwedu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Asi Jesu haana chaakamupindura. Vadzidzi vake vakauya vakamukumbira vachiti, “Mutaurirei aende nokuti ari kutitevera achichema.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Asi Jesu haana chaakamupindura. Vadzidzi vake vakauya vakamukumbira vachiti, “Mutaurirei aende nokuti ari kutitevera achichema.” Viz kapitola |