Mateo 15:12 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Ipapo vadzidzi vakauya kwaari vakamubvunza vachiti, “Munoziva here kuti vaFarisi vagumburwa pavanzwa shoko iri?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ɀino ʋadzidzi ʋakaʋuya kwaari, ʋakati: Munoziʋa kuti ʋaFarise ʋakagumburwa ʋacinzwa shoko iri here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Zvino vadzidzi vakauya kwaari, vakati, “Munoziva kuti vaFarisi vakagumburwa vachinzwa shoko iri here?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Vadzidzi vake vakauya vakati kwaari, “Munoziva here kuti vaFarisei vakagumbuka pavakanzwa zvamakataura zviya.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Vadzidzi vake vakauya vakati kwaari, “Munoziva here kuti vaFarisei vakagumbuka pavakanzwa zvamakataura zviya.” Viz kapitola |