Mateo 14:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 sezvo Johani ainge ati kwaari, “Hautenderwi kutora mukadzi uyu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Nokuti Johane wakati kwaari: Haunakutenderwa kuti uʋe naye. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Nokuti Johani akati kwaari, “Hauna kutenderwa kuti uve naye.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Chikonzero ndechokuti Johani akanga amuti, “Hazvibvumirwi, pamutemo, kuti agare naye.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Chikonzero ndechokuti Johani akanga amuti, “Hazvibvumirwi, pamutemo, kuti agare naye.” Viz kapitola |