Mateo 14:36 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 vakamukumbira zvikuru kuti abvumire varwere kuti vangobata mupendero wenguo yake uye vose vakamubata vakaporeswa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 ʋakakumbira ɀikuru kwaari kuti ʋaɓate cete mupendero weŋguʋo yake; ʋose ʋakaɓata ʋakaporeswa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200236 vakakumbira zvikuru kwaari kuti vabate chete mupendero wenguo yake; vose vakabata vakaporeswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Vakamukumbirisa kuti vangobatawo mupendero wehanzu yake. Vose vakaibata vakaporeswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona36 Vakamukumbirisa kuti vangobatawo mupendero wehanzu yake. Vose vakaibata vakaporeswa. Viz kapitola |