Mateo 14:34 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Kuzoti vayambukira mhiri, vakaburukira paGenesareti. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ʋakati ʋayambukira mhiri, ʋakaȿika panyika yeGenesareti. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 Vakati vayambukira mhiri, vakasvika panyika yeGenesareti. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Zvino kuzoti vayambuka mhiri, vakasvika kuGenezareti. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 Zvino kuzoti vayambuka mhiri, vakasvika kuGenezareti. Viz kapitola |