Mateo 14:30 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Asi akati achiona mhepo ine simba, akatya, ndokubva atanga kunyura, achibva adanidzira achiti, “Ishe, ndiponesei!” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Asi wakati aciʋona mhepo inesimba, akatya; ɀino wakati otaŋga kunyura, akaɗanidzira aciti: Ishe, ndiponesei! Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Asi akati achiona mhepo ine simba, akatya; zvino akati otanga kunyura, akadanidzira achiti, “Ishe, ndiponesei!” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Pita paakaona mhepo, akatya. Akatangisa kunyura ndokudaidzira achiti, “Tenzi ndiponesei.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Pita paakaona mhepo, akatya. Akatangisa kunyura ndokudaidzira achiti, “Tenzi ndiponesei.” Viz kapitola |