Mateo 14:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Zvino Herodhi ainge abata Johani akamusunga achibva amuisa mutorongo nokuda kwaHerodhiasi mudzimai waFiripi, mununʼuna wake, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Nokuti Herode wakaŋga aɓata Johane, akamusuŋga, akamuisa mutoroŋgo, nokuɗa kwaHerodiasi, mukadzi waFiripo, munuŋuna wake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Nokuti Herodhi akanga abata Johani, akamusunga, akamuisa mutorongo, nokuda kwaHerodhiasi, mukadzi waFiripi, munun'una wake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 nokuti Herodhi akanga abata Johani akamusunga ndokumuisa mujeri pamusana paHerodhiasi mudzimai womunun'una wake Firipi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 nokuti Herodhi akanga abata Johani akamusunga ndokumuisa mujeri pamusana paHerodhiasi mudzimai womunun'una wake Firipi. Viz kapitola |