Mateo 14:14 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Paakabuda mugwa, Jesu akaona vanhu vazhinji, akavanzwira tsitsi uye akaporesa varwere vavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀino wakati aciɓuɗa mugwa, akaʋona ʋanhu ʋazhinji‐zhinji, akaʋanzwira tsitsi, akaporesa ʋarwere ʋaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Zvino akati achibuda muigwa, akaona vanhu vazhinji-zhinji, akavanzwira tsitsi, akaporesa varwere vavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Paakabuda mugwa pamahombekombe, akaona chita chikuru chavanhu. Akavanzwira tsitsi akaporesa varwere vavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Paakabuda mugwa pamahombekombe, akaona chita chikuru chavanhu. Akavanzwira tsitsi akaporesa varwere vavo. Viz kapitola |