Mateo 13:58 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi58 Uye haana kuzoita zvishamiso zvizhinji imomo nokuda kwokusatenda kwavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)58 Akasaita maɓasa esimba mazhinji ipapo nokusatenda kwaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200258 Akasaita mabasa esimba mazhinji ipapo nokusatenda kwavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika58 Haana kukwanisa kuita zvishamiso zvizhinji ikoko nokuda kokusatenda kwavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona58 Haana kukwanisa kuita zvishamiso zvizhinji ikoko nokuda kokusatenda kwavo. Viz kapitola |