Online Bible

- Reklamy -




Mateo 13:54 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

54 Akapinda muguta rokwake akatanga kudzidzisa vanhu musinagoge ravo, uye vakashamiswa nazvo. Vakabvunza vachiti, “Murume uyu akawanepi uchenjeri uhu namasimba ezvishamiso aya?

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

54 Akaȿika kunyika yake, akaʋadzidzisa musinagoge raʋo, nokuɗaro ʋakakatyamara, ʋakati: Munhu uyu wawanepiko kucenjera uku namaɓasa esimba?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

54 Akasvika kunyika yake, akavadzidzisa musinagoge ravo, nokudaro vakakatyamara, vakati, “Munhu uyu awanepiko kuchenjera uku namabasa esimba?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

54 Paakasvika kunyika yokwake, akavadzidzisa musinagogu mavo zvokuti vakashamiswa vachiti, “Munhu uyu akawanepi ungwaru uhu nezvishamiso izvi?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

54 Paakasvika kunyika yokwake, akavadzidzisa musinagogu mavo zvokuti vakashamiswa vachiti, “Munhu uyu akawanepi ungwaru uhu nezvishamiso izvi?

Viz kapitola kopírovat




Mateo 13:54

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy