Online Bible

- Reklamy -




Mateo 13:46 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

46 Akati awana rimwe rawo rinokosha akaenda akandotengesa zvose zvaakanga anazvo uye akaritenga.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

46 akati awana parera rimŋe rinomuteŋgo mukuru, akaenda, akandoteŋgesa ɀose ɀaakaŋga anaɀo, akariteŋga iro.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

46 akati awana pera rimwe rinomutengo mukuru, akaenda, akandotengesa zvose zvaakanga anazvo, akaritenga iro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

46 anoti kana awana pera rimwechete rinokosha kwazvo, anoenda ondotengesa zvose zvaanazvo oritenga.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

46 anoti kana awana pera rimwechete rinokosha kwazvo, anoenda ondotengesa zvose zvaanazvo oritenga.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 13:46

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy