Mateo 13:39 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 muvengi anoadyara ndiye dhiabhori. Kukohwa ndiko kuguma kwenyika, uye vakohwi ndivo vatumwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Muʋeŋgi wakakusha ndiye Diaborosi; kuceka ndiko kuguma kwenyika; ʋaceki ndiʋo ʋatumŋa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200239 Muvengi akakusha ndiye Dhiabhori; kucheka ndiko kuguma kwenyika; vacheki ndivo vatumwa vaMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Muvengi akaridyara ndiDhiabhori. Kukohwa ndiko kuguma kwapasi. Vakohwi ndivo vatumwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona39 Muvengi akaridyara ndiDhiabhori. Kukohwa ndiko kuguma kwapasi. Vakohwi ndivo vatumwa. Viz kapitola |