Mateo 13:28 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 “Akavapindura achiti, ‘Muvengi ndiye akaita izvi.’ “Varanda vakamubvunza vakati, ‘Munoda kuti tiende kunoridzura here?’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Akati kwaʋari: Munhu unondiʋeŋga waita iɀoɀo. Ʋaranda ʋakati kwaari: Ko munoɗa kuti tindoaʋuŋganidza here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Akati kwavari, ‘Munhu anondivenga aita izvozvo.’ Varanda vakati kwaari, ‘Ko munoda kuti tindoaunganidza here?’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Iye akati kwavari, “Muvengi ndiye akaita izvi.” Vashandi vakati kwaari, “Mungade here kuti tindoridzura?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Iye akati kwavari, “Muvengi ndiye akaita izvi.” Vashandi vakati kwaari, “Mungade here kuti tindoridzura?” Viz kapitola |