Online Bible

- Reklamy -




Mateo 13:25 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Asi munhu wose avete, muvengi wake akauya akakusha sawi pakati pegorosi, ndokubva aenda.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Asi ʋanhu ʋaʋete, muʋeŋgi wake akaʋuya, akakusha mashawi pakati peɀiyo, akaenda.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Asi vanhu vavete, muvengi wake akauya, akakusha masawi pakati pezviyo, akaenda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Asi vanhu vakarara, muvengi wake akauya akadyara sawi mukati mekoroni akabva aenda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Asi vanhu vakarara, muvengi wake akauya akadyara sawi mukati mekoroni akabva aenda.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 13:25

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy