Mateo 13:24 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Jesu akavaudza mumwe mufananidzo achiti, “Umambo hwokudenga hunofananidzwa nomunhu akakusha mbeu yakanaka mumunda make. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Wakaisa pamberi paʋo mumŋe mufananidzo, aciti: Ʋushe bgokuɗeŋga bgunofananidzwa nomunhu wakakusha mbeu yakanaka mumunda make. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Akaisa pamberi pavo mumwe mufananidzo, achiti, “Ushe hwedenga hunofanidzwa nomunhu akakusha mbeu yakanaka mumunda make. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Akavataurira mumwe muenzaniso achiti, “Umambo hwedenga hungafananidzwe nomunhu akadyara mbeu yakanaka mumunda make. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Akavataurira mumwe muenzaniso achiti, “Umambo hwedenga hungafananidzwe nomunhu akadyara mbeu yakanaka mumunda make. Viz kapitola |