Mateo 13:10 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Vadzidzi vakauya kwaari vakasvikomubvunza vachiti, “Ko, munotaurirei kuvanhu nemifananidzo?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ɀino ʋadzidzi ʋakaʋuya, ʋakati kwaari: Munotaurireiko kwaʋari nemifananidzo? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Zvino vadzidzi vakauya, vakati kwaari, “Munotaurireiko kwavari nemifananidzo?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Vadzidzi vakazouya kwaari vakati, “Munotaurirei kwavari nemienzaniso?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Vadzidzi vakazouya kwaari vakati, “Munotaurirei kwavari nemienzaniso?” Viz kapitola |