Mateo 12:48 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi48 Akamupindura akati, “Ko, mai vangu ndiani, navanunʼuna vangu ndivanaani?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)48 Akapindura, akati kunaiye wamuʋudza: Mai ʋaŋgu ndianiko, naʋanuŋuna ʋaŋgu ndiʋananiko? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200248 Akapindura, akati kuna iye amuudza, “Mai vangu ndianiko, navanun'una vangu ndivanaaniko?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika48 Jesu akapindura munhu akanga amuudza achiti, “Ko amai vangu ndiani vakoma navanun'una vangu ndavanani?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona48 Jesu akapindura munhu akanga amuudza achiti, “Ko amai vangu ndiani vakoma navanun'una vangu ndavanani?” Viz kapitola |