Mateo 12:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Akati kwavari, “Ko, hamuna kuverenga here zvakaitwa naDhavhidhi navamwe vake pavakanga vava nenzara? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Asi wakati kwaʋari: Ko hamuna‐kuraʋa here ɀakaitwa naDavidi, musi waakaŋga aziya, iye naʋakaŋga ʋanaye; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Asi akati kwavari, “Ko hamuna kurava here zvakaitwa naDhavhidhi, musi waakanga aziya, iye navakanga vanaye; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Iye akati kwavari, “Hamuna here kumboverenga zvakaitwa naDhavhidhi paakanga ava nenzara pamwechete nevaakanga ainavo Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Iye akati kwavari, “Hamuna here kumboverenga zvakaitwa naDhavhidhi paakanga ava nenzara pamwechete nevaakanga ainavo Viz kapitola |