Mateo 12:28 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Asi kana ndichibudisa madhimoni noMweya waMwari zvinoreva kuti umambo hwaMwari hwasvika kwamuri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Asi kana ndiciɓuɗisa mŋeya yakaipa noMŋeya waMŋari, ipapo ʋushe bgaMŋari bgaȿika kwamuri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Asi kana ndichibudisa mweya yakaipa noMweya waMwari, ipapo hushe hwaMwari hwasvika kwamuri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Zvino kana ndichidzinga mweya yakaipa noMweya waMwari, saka umambo hwaMwari hwatosvika pamuri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Zvino kana ndichidzinga mweya yakaipa noMweya waMwari, saka umambo hwaMwari hwatosvika pamuri. Viz kapitola |