Mateo 12:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 VaFarisi pavakazviona, vakati kwaari, “Tarirai, vadzidzi venyu vari kuita zvisingabvumirwi nomusi weSabata.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 ƲaFarise ʋakatiʋaciɀiʋona, ʋakati kwaari: Tarira, ʋadzidzi ʋako ʋanoita ɀisina‐kutenderwa nomusi wesaɓata. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 VaFarisi vakati vachizviona, vakati kwaari, “Tarira, vadzidzi vako vanoita zvisina kutenderwa nomusi weSabata.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 VaFarisei pavakazviona vakati kwaari, “Tarisai muone vadzidzi venyu vari kuita zvisingabvumirwi nomutemo pamusi reSabata.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 VaFarisei pavakazviona vakati kwaari, “Tarisai muone vadzidzi venyu vari kuita zvisingabvumirwi nomutemo pamusi reSabata.” Viz kapitola |