Mateo 12:16 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Akavayambira kuti vasafamba vachitaura kuti iye ndiye ani. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 akaʋaraira kuti ʋarege kumuziʋisa pacena, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 akavaraira kuti varege kumuzivisa pachena, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Akavakohomedza kuti vasamuzivise kuvanhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Akavakohomedza kuti vasamuzivise kuvanhu. Viz kapitola |