Mateo 12:14 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Asi vaFarisi vakabuda kundorangana kuti vangamuuraya sei. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀino ʋaFarise ʋakaɓuɗa, ʋakaraŋgana pamsoro pake, kuti ʋaŋgamuʋuraya sei. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Zvino vaFarisi vakabuda, vakarangana pamusoro pake, kuti vangamuuraya sei. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Asi vaFarisei vakabuda vakandoita bangano rokuti vangamuparadze sei. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Asi vaFarisei vakabuda vakandoita bangano rokuti vangamuparadze sei. Viz kapitola |