Mateo 12:12 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Ko, zvino munhu anokosha zvakadini pane gwai! Naizvozvo zviri pamutemo kuita zvakanaka nomusi weSabata.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Munhu unopfuʋura gwai ɀikuru sei! Saka ɀakatenderwa kuita ɀakanaka nesaɓata. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Munhu anopfuura hwai zvikuru sei! Saka zvakatenderwa kuita zvakanaka neSabata.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Ko munhu anokosha zvakadii kupinda hwai? Ipapo zviri pamutemo kuita zvakanaka pamusi weSabata.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Ko munhu anokosha zvakadii kupinda hwai? Ipapo zviri pamutemo kuita zvakanaka pamusi weSabata.” Viz kapitola |