Mateo 11:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Zvino makabuda kundooneiko? Muprofita here? Hongu, ndinoti kwamuri anopfuura muprofita. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Asi makaŋga maɓuɗireiko? Kuzoʋona muprofita here? Hoŋo, ndinoti kwamuri, unopfuʋura kwaɀo muprofita. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Asi makanga mabudireiko? Kuzoona muporofita here? Hongu, ndinoti kwamuri, anopfuura kwazvo muporofita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ko zvino makaenderei? Kundoona muporofita here? Ndinokutii, ‘Hongu, uye munhu anotopfuura muporofita.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Ko zvino makaenderei? Kundoona muporofita here? Ndinokutii, ‘Hongu, uye munhu anotopfuura muporofita.’ Viz kapitola |