Online Bible

- Reklamy -




Mateo 11:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 kundobvunza vachiti, “Ko, ndimi iye akanzi achauya here, kana kuti totarisira mumwe?”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 aciti kwaari: Ko ndimi iye wakaŋga acinzi unoʋuya here, kana ticakatarira mumŋe?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 achiti kwaari, “Ko ndimi iye akanga achinzi anouya here, kana tichakatarira mumwe?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 rokuti, “Ndimi mainzi muchauya here kana kuti tomirira mumwe?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 rokuti, “Ndimi mainzi muchauya here kana kuti tomirira mumwe?”

Viz kapitola kopírovat




Mateo 11:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy