Online Bible

- Reklamy -




Mateo 11:20 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Ipapo Jesu akatanga kutuka maguta akanga aitwa zvishamiso zvake zvizhinji, nokuti akanga asina kutendeuka.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Ɀino wakataŋga kutuka maguta makaŋga maitwa maɓasa ake esimba mazhinji, nokuti haana‐kutendeʋuka, akati:

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Zvino akatanga kutuka maguta makanga maitwa mabasa ake esimba mazhinji, nokuti haana kutendeuka, akati,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Jesu akatanga kutsiura maguta maakanga aita zvishamiso zvake zvizhinji nokuti havana kutendeuka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Jesu akatanga kutsiura maguta maakanga aita zvishamiso zvake zvizhinji nokuti havana kutendeuka.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 11:20

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy