Online Bible

- Reklamy -




Mateo 11:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Zvino Johani ari mutorongo, paakanzwa nezvamabasa aJesu, akabva atuma vadzidzi vake

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Ɀino Johane, ari mutoroŋgo, wakaŋga anzwa maɓasa aKristu, akatuma shoko naʋadzidzi ʋake,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Zvino Johani, ari mutorongo, akanga anzwa mabasa aKristu, akatuma shoko navadzidzi vake,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Johani paakanzwa ari mujeri zvinhu zvakanga zvichiitwa naKristu, akatuma vadzidzi vake neshoko kwaari

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Johani paakanzwa ari mujeri zvinhu zvakanga zvichiitwa naKristu, akatuma vadzidzi vake neshoko kwaari

Viz kapitola kopírovat




Mateo 11:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy