Mateo 10:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Musatakura goridhe, kana sirivha kana ndarira, muzvikwama zvenyu; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Musatora ndarama kana sirveri, kana ndarira muɀikwama ɀenyu; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Musatora ndarama kana sirivha, kana ndarira muzvikwama zvenyu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Musatakure mari yendarama kana yesirivha kana yekopa muzvikwama zvenyu, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Musatakure mari yendarama kana yesirivha kana yekopa muzvikwama zvenyu, Viz kapitola |