Online Bible

- Reklamy -




Mateo 10:38 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

38 Uye uyo asingatakuri muchinjikwa wake akanditevera haana kukodzera kuva wangu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

38 Usiŋgatori mucinjikwa wake, akanditeʋera, haana‐kufanireni.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

38 Asingatakuri muchinjikwa wake, akanditevera, haana kufanireni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

38 Aninaani asingatore muchinjikwa wake achinditevera haakodzeri kuva wangu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

38 Aninaani asingatore muchinjikwa wake achinditevera haakodzeri kuva wangu.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 10:38

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy