Online Bible

- Reklamy -




Mateo 10:24 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 “Mudzidzi haasi mukuru kumudzidzisi wake, kana muranda kuna ishe wake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Mudzidzi haakundi mudzidzisi wake, kana muranda ishe wake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

24 “Mudzidzi haakundi mudzidzisi wake, kana muranda ishe wake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Mudzidzi haasi mukuru pane mudzidzisi wake nomurandawo haasi mukuru pana tenzi wake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 Mudzidzi haasi mukuru pane mudzidzisi wake nomurandawo haasi mukuru pana tenzi wake.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 10:24

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy