Mateo 1:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Asa baba vaJehoshafati, Jehoshafati baba vaJoramu, Joramu baba vaUzia, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Asafa akaɓereka Josafati; Josafati akaɓereka Joramu; Joramu akaɓereka Ozia; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Asafa akabereka Josafati; Josafati akabereka Joramu; Joramu akabereka Ozia; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Asafu akabereka Jehoshafati; Jehoshafati akaberekawo Joramu; Joramu ndokubereka Uziya; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Asafu akabereka Jehoshafati; Jehoshafati akaberekawo Joramu; Joramu ndokubereka Uziya; Viz kapitola |