Mateo 1:19 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Asi nokuda kwokuti Josefa akanga ari munhu akarurama akafunga zvokumuramba chinyararire, asingamunyadzisi pavazhinji. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ɀino Josefa, murume wake, ɀaakaŋga ari munhu wakarurama, asiŋgaɗi kumunyadzisa, wakafuŋga kumurega cinyararire. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Zvino Josefa, murume wake, zvaakanga ari munhu akarurama, asingadi kumunyadzisa, akafunga kumuramba chinyararire. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Murume wake Josefi somunhu akanga akarurama, uye pamusana pokusada kumufumura, akafunga zvokumuramba chinyararire. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Murume wake Josefi somunhu akanga akarurama, uye pamusana pokusada kumufumura, akafunga zvokumuramba chinyararire. Viz kapitola |