Mariko 9:47 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi47 Uye kana ziso rako richiita kuti utadze, ribvise. Zviri nani kwauri kuti upinde muumambo hwaMwari neziso rimwe chete pano kuti uve namaziso maviri uye ugokandwa kugehena, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)47 Kana ziso rako ricikugumbusa, urirashe; ɀirinani kwauri kuti upinde muʋushe bgokuɗeŋga uneziso rimŋe, pakukandirwa muGehena, unameso maʋiri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200247 Kana ziso rako richikugumbusa, urirase; zviri nani kwauri kuti upinde muushe hwedenga une ziso rimwe, pakukandirwa muGehena, una meso maviri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika47 Kana ziso rako richikurasisa, risvukunure, zviri nani kuti upinde muumambo hwaMwari une ziso rimwechete pano kukandwa mugomba romoto, uina maziso maviri, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona47 Kana ziso rako richikurasisa, risvukunure, zviri nani kuti upinde muumambo hwaMwari une ziso rimwechete pano kukandwa mugomba romoto, uina maziso maviri, Viz kapitola |