Online Bible

- Reklamy -




Mariko 9:45 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

45 Uye kana rutsoka rwako ruchiita kuti utadze, rugure. Zviri nani kwauri kupinda muupenyu uri chirema pano kupinda mugehena namakumbo maviri,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

45 Kana rutsoka rwako rucikugumbusa, urugure; ɀirinani kwauri kuti upinde muʋupenyu ucikamhina, pakukandirwa muGehena, unetsoka mbiri. [

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

45 Kana rutsoka rwako ruchikugumbusa, urugure; zviri nani kwauri kuti upinde muupenyu uchikamhina, pakukandirwa muGehena, unetsoka mbiri. [

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

45 Kana tsoka yako ichikonzera kuti utadze, idimure, nokuti zviri nani kuti upinde muupenyu wakaremara pano kukandwa mugehena uine tsoka mbiri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

45 Kana tsoka yako ichikonzera kuti utadze, idimure, nokuti zviri nani kuti upinde muupenyu wakaremara pano kukandwa mugehena uine tsoka mbiri.

Viz kapitola kopírovat




Mariko 9:45

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy