Mariko 9:39 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 Jesu akati, “Musamudzivisa. Hakuna munhu anoita chishamiso muzita rangu angazotaura zvakaipa pamusoro pangu mushure maizvozvo, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Jesu akati: Musamudziʋisa, nokuti hakunomunhu uŋgaita ɓasa resimba nezita raŋgu, uŋgakurumidza kutaura ɀakaipa pamsoro paŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200239 Jesu akati, “Musamudzivisa, nokuti hakuna munhu angaita basa resimba nezita rangu, angakurumidza kutaura zvakaipa pamusoro pangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Asi Jesu akati, “Musamurambidze nokuti hakuna munhu anoita zvishamiso muzita rangu pedzepo ogona kutaura zvakaipa nezvangu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona39 Asi Jesu akati, “Musamurambidze nokuti hakuna munhu anoita zvishamiso muzita rangu pedzepo ogona kutaura zvakaipa nezvangu; Viz kapitola |