Mariko 9:33 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Vakasvika kuKapenaume. Paakanga ari mumba, akavabvunza akati, “Manga muchikakavadzana pamusoro peiko munzira?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ʋakaȿika Kapernaume; ɀino wakati aʋa mumba, akaʋabvunza, aciti: Makaŋga muciita nyaya yeiko munzira? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Vakasvika Kapenaume; zvino akati ava mumba, akavabvunza, achiti, “Makanga muchiita nyaya yeiko munzira?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Zvino vakasvika Kapenaumu. Vava mumba akavabvunza achiti, “Manga muchiitirana nharo dzei munzira?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Zvino vakasvika Kapenaumu. Vava mumba akavabvunza achiti, “Manga muchiitirana nharo dzei munzira?” Viz kapitola |