Mariko 9:28 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Mushure mokunge Jesu apinda mumba, vadzidzi vake vakamubvunza vari voga vachiti, “Seiko isu takakundikana kuudzinga?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Ɀino wakati apinda mumba, ʋadzidzi ʋake ʋakamubvunza ʋari ʋoga ʋaciti: Isu takaŋga tisiŋgagoni neiko kuuɓuɗisa? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Zvino akati apinda mumba, vadzidzi vake vakamubvunza vari voga vachiti, “Isu takanga tisingagoni neiko kuubudisa?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Kuzoti Jesu apinda mumba, vadzidzi vake vakamubvunza vari pachavo vachiti, “Ko isu tatadza nei kuudzinga?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Kuzoti Jesu apinda mumba, vadzidzi vake vakamubvunza vari pachavo vachiti, “Ko isu tatadza nei kuudzinga?” Viz kapitola |