Mariko 9:23 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Jesu akati, “Kana muchigona? Zvinhu zvose zvinogoneka kune anotenda.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Jesu akati kwaari: Kana iwe ucigona kutenda, ɀose ɀiŋgaitika kunounotenda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Jesu akati kwaari, “Kana iwe uchigona kutenda, zvose zvingaitika kuna anotenda.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Jesu akati kwaari, “Kana pane chamunogona! Zvose zvinogoneka wani kumunhu anotenda.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Jesu akati kwaari, “Kana pane chamunogona! Zvose zvinogoneka wani kumunhu anotenda.” Viz kapitola |