Mariko 9:13 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Asi ndinoti kwamuri, Eria akauya, uye vakaita kwaari zvinhu zvose zvavaida, sezvazvakanyorwa pamusoro pake.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Asi ndinoti kwamuri, Eria wakatoȿika, ʋakamuitira ɀose paʋakaŋga ʋaciɗa napo, seɀaɀakanyorwa pamsoro pake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Asi ndinoti kwamuri, Eria akatosvika, vakamuitira zvose pavakanga vachida napo, sezvazvakanyorwa pamusoro pake.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Asi zvandinokutaurirai ndezvokuti, “Eriya akauya, vakaita zvavaida naye sokunyorwa kwazvakaitwa nezvake.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Asi zvandinokutaurirai ndezvokuti, “Eriya akauya, vakaita zvavaida naye sokunyorwa kwazvakaitwa nezvake.” Viz kapitola |