Online Bible

- Reklamy -




Mariko 8:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Vanhu vakadya uye vakaguta. Shure kwaizvozvo vadzidzi vakanonga matengu manomwe azere ezvimedu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ʋakadya, ʋakaguta, ndokuʋuŋganidza ɀimeɗu ɀakasara, mateŋgu manomŋe.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Vakadya, vakaguta, ndokuunganidza zvimedu zvakasara, matengu manomwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Vanhu vakadya vakaguta, vakazonhongerera zvimedu zvakasara zvikazadza nhengwana nomwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Vanhu vakadya vakaguta, vakazonhongerera zvimedu zvakasara zvikazadza nhengwana nomwe.

Viz kapitola kopírovat




Mariko 8:8

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy