Online Bible

- Reklamy -




Mariko 8:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Jesu akati kwavari, “Mune zvingwa zvinganiko?” Vakati, “Zvinomwe.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Akaʋabvunza, akati: Muneɀiŋgwa ɀiŋganiko? Ʋakati: Ɀinomŋe.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Akavabvunza, akati, “Mune zvingwa zvinganiko?” Vakati, “Zvinomwe.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Akavabvunza kuti, “Mune zvingwa zvingani?” Ivo vakati, “Zvinomwe.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Akavabvunza kuti, “Mune zvingwa zvingani?” Ivo vakati, “Zvinomwe.”

Viz kapitola kopírovat




Mariko 8:5

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy