Mariko 8:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Kana ndikavaendesa vane nzara kumisha yavo, vachaziya vakawira pasi nenzara munzira, nokuti vamwe vavo vakabva kure.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Kana ndikaʋaendisa kumusha kwaʋo ʋanenzara, ʋacaziya panzira; ʋamŋe ʋaʋo ʋanobva kure. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Kana ndikavaendesa kumusha kwavo vane nzara, vachaziya panzira; vamwe vavo vanobva kure.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Kana ndikavaendesa kumisha yavo vaine nzara vachaziya panzira nokuti vamwe vavo vabva kure.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Kana ndikavaendesa kumisha yavo vaine nzara vachaziya panzira nokuti vamwe vavo vabva kure.” Viz kapitola |